KwaunobvaDuramazwiCchimurenga

Duramazwi · zita

chimurenga

uprising · rebellion · revolution · revolutionary

maumauchimukwembeuine nduri dzine chinangwa

Zvinoreva

Chimurenga kurwisa nokuedza kubvisa utongi hunenge huripo panguva iyoyo hunenge huchirwadza.

1

Chimurenga kurwisa nokuedza kubvisa utongi hunenge huripo panguva iyoyo hunenge huchirwadza.

Chimurenga kurwisa nokuedza kubvisa utongi hunenge huripo panguva iyoyo hunenge huchirwadza.

Murenga aiva mwanakomana wambuya Nehanda aifarrira zvekurwa zvikuru. Izwi rekuti chimurenga rakabva panaMurenga uyo aida zvekurwa zvikuru.

Kune mhuri zhinji dzisina kuzomboona hama dzavo kubva zvakapera hondo yechimurenga chepiri.

Zvakafanana

maumau

Zvine chekuita

chimukwembe · uine nduri dzine chinangwa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimusoro

Chimusoro munhu ane musoro mukuru.

Verenga

Swipe for the next word