Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kamutsanedako.
1
Kamutsanedako.
Kana munhu achimutsa mumwe anenge achimubvunza mufaro.
Kana ukazhimura unenge uchimutsa motokari uchitsika mafuta, iyo yakamira panzvimbo imwe isati yatanga kufamba.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimutsamapfihwa
Uyu mukadzi anopiwa kumukuwasha natezvara kana mukadzi wake afa.
VerengaSwipe for the next word