Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu mukadzi anopiwa kumukuwasha natezvara kana mukadzi wake afa.
1
Uyu mukadzi anopiwa kumukuwasha natezvara kana mukadzi wake afa.
Han'a munhukadzi anenge asingazvari. Ukaroora mukadzi *han'a* vakuru vanokupa chimutsamapfihwa.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimvari
spark
VerengaSwipe for the next word