KwaunobvaDuramazwiCchimusoro

Zvinoreva

Chimusoro munhu ane musoro mukuru.

1

Chimusoro munhu ane musoro mukuru.

Kuti ndwe kubaya nemuseve wakagomara, kana kuti une chimusoro chedanda.

Jongwe isora rinotumbuka chimusoro chakaita kunge tunyanga, chine ruvara rutsvuku rune yero.

Bururu inhedzi ine chimusoro chinenge chisati chanyatsovhurika uye chinenge chisati chafaranuka.

Zvakafanana

gundumuro

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word