KwaunobvaDuramazwiTtekenyeka

Duramazwi

tekenyeka

Zvinoreva

Kana chinhu chitekenyeka chinenge chichitamba-tamba kana ukachigumha.

1

Kana chinhu chitekenyeka chinenge chichitamba-tamba kana ukachigumha.

Nyama dzake dzakaregedzeka zvokuti dzinotekenyeka kana achifamba.

Kana chinhu chitekenyeka chinenge chichitamba-tamba kana ukachigumha.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tekereka

Kana uchitekereka unenge uchifamba dumbu riri mberi.

Verenga

Swipe for the next word