KwaunobvaDuramazwiTtekerere

Duramazwi

tekerere

Zvinoreva

Kuti tekerere kuzvimba kumativi kwechinhu chinenge chakazara, sezvingaita dumbu remombe yakaguta.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tekesa

Kutekesa kukwazisa munhu anenge achipfuura pasina kuchingamidzana.

Verenga

Swipe for the next word