KwaunobvaDuramazwiTtekeshe

Duramazwi

tekeshe

Zvinoreva

Kuti tekeshe kufara zvisina hanya kana unhu.

1

Kuti tekeshe kufara zvisina hanya kana unhu.

Mutauro wechizvinozvino iwoyo ndiwo wati tekeshe nvika yose.

2

Kuti tekeshe kuwanda nokukura kwenzvimbo.

Kare zvinonzi vanhu vaigara vakati tekeshe nenyika, pamadiro.

3

Kugara kuti tekeshe kungoswera munhu asina chaari kuita.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tekeshedza

Kutekeshedza kubika kudya kwakawanda.

Verenga

Swipe for the next word