Duramazwi
tekenya
operate
-tyaira-dhiraivha-chaira
Duramazwi
operate
Kana uchitekenya motokari unenge uchiita kuti ifambe.
Kana uchitekenya motokari unenge uchiita kuti ifambe.
Matekenya kusosona kunoita nhengo yomuviri, zvikuru makumbo.
Kana uchitekenya motokari unenge uchiita kuti ifambe.
Uyu munhu anonyatsogona kurova kana kutekenya mbira.
Kana uchitekenya mbira, unenge uchidziridza.
-tyaira · -dhiraivha · -chaira
Duramazwi
01 / 03tekenye tekenye
Kuti tekenye tekenye kufamba kunoita honye.
VerengaSwipe for the next word