Duramazwi · zita
buzha
Zvinoreva
Kana munhu achinzi izungairwa anenge achiita somunhu ane pfungwa dzisina kunyatsokwana.
1
Kana munhu achinzi izungairwa anenge achiita somunhu ane pfungwa dzisina kunyatsokwana.
Zvino hameno kuti zvaaive ave zungairwa kudaro aizoita sei?.
Chavaingoda chaive chekuti vatore pfungwa dzaNatty vaise pana Noku then Natty robva rangoita zungairwa rinongosiririka richivatwa nenyoka.
Kana munhu achinzi isasikamu anenge akaita zungairwa, achiratidza kuti pfungwa dzake hadzitori zvakanaka.
Zvakafanana
buzha
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zungazunga
Zungazunga chigadzirwa chakaita semunhu chinoumbwa nemadhende kana mapepa chomiswa mumunda senzira yoku-vhundusira mhuka.
VerengaSwipe for the next word