KwaunobvaDuramazwiMmugove

Duramazwi · zita

mugove

allocation · allotment · bepart · portion · share · lot

Zvinoreva

Mugove chidimbu chakakodzera, chinopihwa munhu kubhadhara zvaanenge aita.

1

Mugove chidimbu chakakodzera, chinopihwa munhu kubhadhara zvaanenge aita.

Muchewo mugove unopiwa nhengo yoga yoga yechikwata changa chichivhima pamwe chete.

Mugove chidimbu chakakodzera, chinopihwa munhu kubhadhara zvaanenge aita.

Uyu mugove unopiwa kumuvhimi woga woga anga achivhima pamwe nevamwe.

2

Mugove ipfuma inopihwa munhu yakaita seyenhaka.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word