Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mugota pasi pepoto pakasviba nemhosva yokutsva nemoto pakubika.
Gurukota.

Utonga hwatotsvuka kumabvazuva saka kwava kutoedza." Akabuda mugota make ndokubva apinda munzira.
Akasvika mugota make ndokuwaridza magudza ake achibva arara.
Akatarisa-tarisa murima imomo, mugota make maakanga arere ndokubva azarura musuo achitarisa panze asi hapana munhu waakaona.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03Mugoti
cooking stick, stirring stick
VerengaSwipe for the next word