KwaunobvaDuramazwiMMugoti

Duramazwi · zita

Mugoti

cooking stick, stirring stick

musani

Zvinoreva

Mugoti rutanda rwakavezwa, rune kumberi kwakapamhama, runoshandiswa pakubikisa sadza.

1

Mugoti rutanda rwakavezwa, rune kumberi kwakapamhama, runoshandiswa pakubikisa sadza.

MaiMhofu vakangonhonga mugoti waive wasiiwa naMaitakue.

Mugoti wairova chero pawada panguva iyi.

Kana tichibika sadza tinoshandisa mugoti.

2

Mugoti chivezwa chese chinoshandiswa pakubika zvakasiyana-siyana. Kana munhu apedza kubika anokurudzirwa kuti asuke migoti yaanenge yaashandisa isati yaoma.

Zvakafanana

musani

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word