Duramazwi · zita
Zvinoreva
MuGowa ndemumwe wavanhu vanozvidaidza kuti vaGowa vanogara munzvimbo dzinotevedza rwizi Save.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mugubvura
Mugubvura muti unoreba chaizvo, unowanikwa munzvimbo dzine mvura zhinji, zvikuru kumabvazuva kwenyika yeZimbabwe.
VerengaSwipe for the next word