KwaunobvaDuramazwiMmugoro

Duramazwi · zita

mugoro

Zvinoreva

Mupembere.

Mugoro igaba rakati kurei rinoshandiswa kuteka nokuchengetera mvura yomumba.

1

Mupembere.

Mugoro wazara mvura yava kutoda kurasikira.

Mugoro wakanga wakati shaku nechibage.

Kuti gonjoro kurira kunoita mugoro kana dhiramu risina chinhu, kazhinji kana muine kasimbi kana katombo.

2

Mugoro igaba rakati kurei rinoshandiswa kuteka nokuchengetera mvura yomumba.

Kuti gonjoro kurira kunoita mugoro kana dhiramu risina chinhu, kazhinji kana muine kasimbi kana katombo.

Kugongondedza kupedzisa tunhu tushoma tunenge twasara mumugoro.

Kugabha-gabha kupfachuka kwemvura inenge iri mumugoro kana mumwewo mumudziyo, ichibva kudivi rimwe ichienda kune rimwe.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mugota

Mugota pasi pepoto pakasviba nemhosva yokutsva nemoto pakubika.

Verenga

Swipe for the next word