KwaunobvaDuramazwiRrupandi

Duramazwi · zita

rupandi

Zvinoreva

Rupandi chidimbu chinenge chakwaturwa kubva pamwe panhu. Kwatura rupandi kubva padanda tinoda kuvesa moto.

1

Rupandi chidimbu chinenge chakwaturwa kubva pamwe panhu. Kwatura rupandi kubva padanda tinoda kuvesa moto.

Kuchecheudza kubvisa rupandi rwechimwe chinhu uchiita zvokucheka kana kupara nebanga.

Rupandi chidimbu chinenge chakwaturwa kubva pamwe panhu. Kwatura rupandi kubva padanda tinoda kuvesa moto.

2

Rupandi chinhu chidiki chinokwanisa kuitwa newese anenge aripo, chinozobatsira kuumba chinhu chikuru. Tese tikaita rupandi rwedu zvese zvinobudirira.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rupanzo

Rupanzo kurwara kunoita munhu achinzwa mudumbu, achiburitsa tsvina yakaita mvura.

Verenga

Swipe for the next word