KwaunobvaDuramazwiRruomba

Duramazwi · zita

ruomba

butter · cream

Zvinoreva

Ruomba mafuta anowanikwa mumukaka anopapamara pamusoro kana mukaka woda kukora kana kuti watokora.

1

Ruomba mafuta anowanikwa mumukaka anopapamara pamusoro kana mukaka woda kukora kana kuti watokora.

Mai vakati ombo ruomba rwemukaka, vachibva vadira mumuriwo.

Ruomba rwune ruvara rwekirimu.

Ichi chidyiwa chinobikwa nefurawa, chinotapira uye chinenge chiine ruomba pakati.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rupande

Chidimbu chechinhu chakabvaruka kana kutsemurwa.

Verenga

Swipe for the next word