KwaunobvaDuramazwiKkirimu

Duramazwi · zita

kirimu

cream

Zvinoreva

Chinhu chekirimu ndechinenge chiine ruvara rwuri pakati pekuchena nekuva shora.

Kirimu ruomba kana kuti mafuta anotorwa nechepamusoro pemukaka.

1

Ruomba rwune ruvara rwekirimu.

Mukaka waamai ava unoshata nokuti vanotanga vaurura kirimu vasati vatengesera vanhu.

Kirimu ruomba kana kuti mafuta anotorwa nechepamusoro pemukaka.

2

Chidhenishi chibhanzi chine zasi kwakatetepa nekumusoro kwakapamhama uye chinoiswa kirimu pamusoro.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kiringindi

Kuti kiringindi kutangana nezvinhu zvinozokuomera, uye zvamusingazogoni kupedza.

Verenga

Swipe for the next word