Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kiringindi kutangana nezvinhu zvinozokuomera, uye zvamusingazogoni kupedza.
1
Kuti kiringindi kutangana nezvinhu zvinozokuomera, uye zvamusingazogoni kupedza.
Patakada kuti nyaya yacho _kiringindi_, takaona kuti chokwadi hapana kwataigona kusvika nayo.
2
Kuti kiringindi kuita nharo chaizvo, zvekuti hapana anogona kukudzora.
Takamuti hande kumba, iye akati nharo _kiringindi_, hezvo akazosara akapondwa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kiriniki
clinic
VerengaSwipe for the next word