Duramazwi
Zvinoreva
Kiripisi kasimbi kanoshandiswa kurumiswa kumupendero womudhebhe kuti usatamba-tamba kana munhu achichovha bhasikoro.
1

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kiriri
Kuti kiriri kutsika kwaunoita bhora uchirimisa.
VerengaSwipe for the next word