KwaunobvaDuramazwiKKirisimasi

Duramazwi · zita

Kirisimasi

Zvinoreva

Kirisimasi izuva iro vanhu vanocherechedza kuzvarwa kwaJesu. Vanhu vazhinji vanoenda kumusha muna Zvita pazororo reKirisimasi.

1

Kuti chu kuzara zvokudarikidza. Musi weKirisimasi kereke inenge yakati chu navanhu vachigamuchira chirairo.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word