KwaunobvaDuramazwiKkiriniki

Duramazwi

kiriniki

clinic

Zvinoreva

Kiriniki kachipatara kadiki, kazhinji kanenge kasina chiremba anoshanda achigarapo uye kanorapwawo zvirwere zvisina kunyanyokomba.

1

Mateneti iwadhi yemuchipata ra kana kiriniki munogara madzimai anenge ava kuda kusununguka kana kuti vanenge vachangosununguka.

Kiriniki kachipatara kadiki, kazhinji kanenge kasina chiremba anoshanda achigarapo uye kanorapwawo zvirwere zvisina kunyanyokomba.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kiripisi

Kiripisi kasimbi kanoshandiswa kurumiswa kumupendero womudhebhe kuti usatamba-tamba kana munhu achichovha bhasikoro.

Verenga

Swipe for the next word