KwaunobvaDuramazwiKkiriketi

Duramazwi · zita

kiriketi

cricket

Zvinoreva

Kiriketi mutambo unoti mumwe mutambi ari kukanda kabhora kadiki kakaomarara kuti kandorova zvitanda zvakadzimirirwa muvhu, mumwewo werimwe divi achiedza kuzvidzivirira achikarovera kure nechidanda chakavezwa uye chakapamhama.

1

Uyu isapota yetenesi asi ava isapota yekiriketi.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kirikiti

Kuti kirikiti kusvetuka uchidzika pasi kubva panzvimbo pakakwirira.

Verenga

Swipe for the next word