Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mudziyo unopekerwa zvinogadzirwa kana uwandu hunozadza mudziyo wacho.
1
Mudziyo unopekerwa zvinogadzirwa kana uwandu hunozadza mudziyo wacho.
Kireti yemakokokora kana yedoro remapaindi mabhodhoro makumi maviri nemana.
Kireti mudziyo wakareruka unotakurirwa kana kuchengeterwa zvinhu.
Kireti yemazai mazanda makumi matatu.
2
Kireti mudziyo wakareruka unotakurirwa kana kuchengeterwa zvinhu.
3
Kireti yemakokokora kana yedoro remapaindi mabhodhoro makumi maviri nemana.
4
Kireti yemazai mazanda makumi matatu.
5
Kireti yemasikadhi zvigubhu zvitanhatu.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kiri kiri
Kuti kiri kiri kumhanya kunoita mhuka ichitiza zvakanyanya chaizvo.
VerengaSwipe for the next word