KwaunobvaDuramazwiKkireni

Duramazwi

kireni

crane

Zvinoreva

Kireni muchini mukuru unosevenzeswa kusimudza zvinhu zvinorema nokuzvitakura kuzviturika mudengadenga kana kuzvidzikisa pasi.

1

Vavaki vedzimba dzomudurikidzwa mumadhoroba vanoshandisa kireni kukwidza zvidhina nezvimwe zvavanenge vachivakisa nazvo.

Kireni muchini mukuru unosevenzeswa kusimudza zvinhu zvinorema nokuzvitakura kuzviturika mudengadenga kana kuzvidzikisa pasi.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word