KwaunobvaDuramazwiKkirasi

Duramazwi · zita

kirasi

class

Zvinoreva

Kirasi chikwata chevana vechikoro vanenge vari muboka rimwe chete uye vachidzidziswa vari pamwe chete.

1

Kirasi imba inodzidzira vana vechikoro vanenge vakaita chikwata chimwe chete.

Napamusana pokuti masvomhu anondigozhera, ndaiva chipamaso mukirasi.

2

Kirasi imba inodzidzira vana vechikoro vanenge vakaita chikwata chimwe chete.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kirayoni

Kirayoni rudzi rwechinyoreso chinoguduka nokupfupfunyuka nhando, chinoshandiswa pakunyora mifananidzo ine mavara akasiyana-siyana.

Verenga

Swipe for the next word