Duramazwi
kirabhu
club
Duramazwi
club
Kirabhu ibato kana kuti chikwata chevanhu vanobvumirana nechinangwa chimwe chokuita zvinhu zvakafanana.
Kirabhu ibato kana kuti chikwata chevanhu vanobvumirana nechinangwa chimwe chokuita zvinhu zvakafanana.
Ndiri nhengo yekirabhu yemadzimai yokusona.
Shamwari, ko wava kutambira bhora kukirabhu ipiko mazuvano?
Kirabhu ibato kana kuti chikwata chevanhu vanobvumirana nechinangwa chimwe chokuita zvinhu zvakafanana.
Kirabhu inzvimbo inoshandiswa nenhengo kana sangano kuitira mitambo yakasiyana-siyana kana kutandarira, kazhinji vanhu vachinwa zvavo.
Duramazwi
01 / 03kirashi
Kirashi ipati yemotokari inotsikwa nomuchairi kuti akwanise kuchinja magiya.
VerengaSwipe for the next word