KwaunobvaDuramazwiMmatambidzanwa

Duramazwi

matambidzanwa

Zvinoreva

Magamuchidzanwa.

1

Magamuchidzanwa.

Mhuri dzatinobva ndidzo dzinotipa chimiro chedu nekuti itsika yematambidzanwa.

Hona zuva redu rave kudoka asi tinoda kuti uzive kuti nhaka yenyika yandinokusiira iyi ndeyematambidzanwa.

Chirevo mazwi ane udzamu mune zvaanoreva, kazhinji ari ematambidzanwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word