KwaunobvaDuramazwiMmatakanana

Duramazwi · zita

matakanana

matakasvinabvongomahumbwe

Zvinoreva

Aya matambiro evana vadiki diki, vachiteedzera zvinowanzonitwa mudzimba nevakuru sezvakaita kubika, vachishandisa mavhu nemvura.

1

Aya matambiro evana vadiki diki, vachiteedzera zvinowanzonitwa mudzimba nevakuru sezvakaita kubika, vachishandisa mavhu nemvura.

Kana munhu achinzi ari kubata matakanana anenge achiita zvisingayemuriki uye zvinogona kumupinza mumatambudziko.

2

Iri ibasa rinoitwa nemunhu mukuru, rotadza kubuda zvakanaka, zvoita kunge raitwa ne-pwere.

Zvakafanana

matakasvina · bvongo

Zvine chekuita

mahumbwe

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

matakavata

Kana vanhu vakuru vachibvunzana matakavata vanenge vachibvunzana mufaro.

Verenga

Swipe for the next word