KwaunobvaDuramazwiNnhanganyaya

Duramazwi · zita

nhanganyaya

preface · preface; introduction

Zvinoreva

Nhanganyaya mashoko ekutanga panenge pachitaurwa nyaya, kana kuti anoiswa kokutanga kwebhuku kana chimwewo chinyorwa.

1

Nhanganyaya mashoko ekutanga panenge pachitaurwa nyaya, kana kuti anoiswa kokutanga kwebhuku kana chimwewo chinyorwa.

Chimiro ichi chakangofanana nedzimwe rondedzero dzose pakuti chine nhanganyaya, mutumbi uyewo magumo.

Nhanganyaya Tinotarisira kuziva vatambi, mazita avo, uyewo nzvimbo inoitikira nyaya yatambokurukura pamusoro apo.

Senguva dzose, tinoda kuti uchiparura nyaya kana kuti nhanganyaya yako ive diki asi yakadengezera rondedzero yose.

Zvakafanana

nhungamidzo

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhangatare

Nhangatare ipfumo rakagadzirwa nesimbi chete.

Verenga

Swipe for the next word