Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhando chinhu chisingakoshi kana kuti chisingapi mubairo.
1
Nhando chinhu chisingakoshi kana kuti chisingapi mubairo.
Ndaroverwa nhando nomudzidzisi, paandiona ndichiseka akafunga kuti ndanga ndichiseka iye.
Saka vanhu vazhinji havaifamba nhando muchikomo ichocho.
2
Kana chinhu chichinzi ndechenhando chinenge chisina basa rakakosha.
Vamwe vanhu vanongokumba tunhu twenhando kunze kwenyika, twokuti vazongouya vachiti takabve-yo.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhanga
pumpkin
VerengaSwipe for the next word