Duramazwi · zita
nhandare
grounds · playground · stadia · arena · stadium · stadiums
Duramazwi · zita
grounds · playground · stadia · arena · stadium · stadiums
Nhandare inzvimbo yakakurwa, yakagadzirwa zvakanaka, yokutambira mitambo yakaita senhabvu.

Kana chinhu chakati senzere chinenge chakanyatsoenzana mativi ose. Nhandare yenhabvu yeGwanzura yakanyatsoti senzere.
Kuzoti tapedza kudya, takapinda mumota, tichibva tananga kunhandare yebhora.
Nhandare inzvimbo inomhara ndege.
Duramazwi
01 / 03nhandare yendege
airport
VerengaSwipe for the next word