KwaunobvaDuramazwiMmahara

Zvinoreva

Kusavapo kwemuripo.

1

Kusavapo kwemuripo.

Pfuma yomukoma haimboendere mahara.

2

Mahara kuwana chinhu pachena.

Shamwari, mazuvano hapana munhu anokupa chinhu mahara.

3

Mahara kushandira pasina muripo.

4

Mahara ndechinhu chisingakosheswi.

Zvekudadira hama zvinhu zvemahara, nekuti rimwe zuva unozodzitsvaga ukadzishaya.

Zvakafanana

fohora · fovhoro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

maharandwe

Maharandwe ndezvinomera pakaita paruware panoerera nemvura, zvasvibira kunge uswa asi izvo zviri zviduku uye zvitete.

Verenga

Swipe for the next word