Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chinwiwa chinovhiya chakasanganiswa ne hupfu (non-alcoholic cereal drink).
1
Chinwiwa chinovhiya chakasanganiswa ne hupfu (non-alcoholic cereal drink).
Setsika yedu yechivanhu ndinovmba unozvionawo kuti vanhu vanozopiwa chikafu, mahewu kana doro mushure mekupedza nyaradzo iyi.
Bhikiri ikomichi huru inowanzonwirwa doro kana mahewu.
Jomupii ikomichi huru inowanzonwirwa doro kana mahewu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mahindekinde
Izvi zvinhu zvisina kurongeka zvakanaka, kazhinji zvine mheremhere mukati.
VerengaSwipe for the next word