KwaunobvaDuramazwiMmaheu

Duramazwi · zita

maheu

magadamatobwamabhudhu

Zvinoreva

Maheu chinwiwa chinokanyiwa nesadza nemvura, chozoiswa mamera kuti chivire.

1

Maheu chinwiwa chinokanyiwa nesadza nemvura, chozoiswa mamera kuti chivire.

Zviyo zvakaiswa mumvura zvikamera, zvinozokuyiwa kuti zvibikise doro kana maheu.

Kuyerura kubvisa tsvina pamusoro pezvokunwa zvakaita semukaka, maheu kana doro.

Mamera zviyo zvakanyikwa mumvura zvikamera, zvinobikiswa doro kana kuvirisa maheu.

2

Kana munhu achiti akabika tumaheu anenge achireva kuti akabika doro shoma uye risiri rekutengesa.

Zvakafanana

magada · matobwa · mabhudhu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mahewu

Chinwiwa chinovhiya chakasanganiswa ne hupfu (non-alcoholic cereal drink).

Verenga

Swipe for the next word