Duramazwi · zita
Zvinoreva
Magwiriri kufema kune karuzha mukati, kunoitwa kazhinji nemunhu anenge akarara zvisina kunaka kana kuti akadhakwa.
1

Zvakafanana
ngonono · jono · mbuvudzi · nyono
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mahanya
Mahanya kudya kwagadzirwa nehacha nyoro dzakatswiwa.
VerengaSwipe for the next word