Duramazwi · zita
ngonono
snoring
Duramazwi · zita
snoring
Magwiriri.
Magwiriri.
Kuti gururu kuridza ngonono kwemunhu, kazhinji kana akarara.
Kana munhu achiita ungonono anenge achirarama upenyu hwemisikanzwa nokusaterera zvaanorairwa.
Kana munhu achinzi ane madongonono anenge achiita zvinhu zvake nenzira inotaridza kufara kwakapfurikidza mwero.
Duramazwi
01 / 03ngonya
Ngonono.
VerengaSwipe for the next word