KwaunobvaDuramazwiNngonya

Duramazwi · zita

ngonya

Zvinoreva

Ngonono.

Kuvhara.

1

Ngonono.

Musikana uyu dzinenge dzakadambuka. Kunyatsotamba kongonya, kana kumbocheuka kuti pana baba.

Makore ehondo kwakatambwa kongonya zvakaoma nanamukoma.

Kuvhorongonya kubvongodza mvura zvokuti madhaka kana marara ari pasi anobuda pamusoro.

2

Kuvhara.

Musikana uyu dzinenge dzakadambuka. Kunyatsotamba kongonya, kana kumbocheuka kuti pana baba.

Makore ehondo kwakatambwa kongonya zvakaoma nanamukoma.

Kuti kongonya kongonya kufamba nekukurumidza kwemunhu akaonda chaizvo.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngora

Ngora munhu anoita zvinhu zvakashata zvisiri pamutemo.

Verenga

Swipe for the next word