Duramazwi · zita
musumo
annotation
Duramazwi · zita
annotation
Musumo kakari kanotanga kupiwa muridzi wemusha, kumuratidza kuti doro rava kuda kunwiwa.
Musumo kakari kanotanga kupiwa muridzi wemusha, kumuratidza kuti doro rava kuda kunwiwa.
Musumo kakari kanotanga kupiwa muridzi wemusha, kumuratidza kuti doro rava kuda kunwiwa.
Uyu musumo unopihwa kuvaridzi venyika nemuuyi kuvazivisa kuti auya kuzogara munyika mavo.
Chirigo musumo wezvimwe zvinhu unopiwa ishe kana achitonga nyaya.
Musumo webhuku mashoko akanyorwa kwekutanga kwaro anopa nhoroondo yomunyori nokupa zvirimo muchidimbu.
Musumo mashoko ekutanga anotaurwa kana vanhu vachipira midzimu.
murevo
Duramazwi
01 / 03musumudzo
Musumudzo imari inopihwa tezvara panopera zvirango zvekuroora, vakuwasha votora mudzimai wavo.
VerengaSwipe for the next word