Duramazwi · zita
Zvinoreva
Musunga idoro rinodhaka chaizvo rinobva pane rimwewo doro rinenge rabikwa, uye rinowanzopihwa vanhu vanoremekedzwa panonwiwa hwahwa.
1

Chimbembeza kubereka mwana kumusana usina kumusunga nembereko kana tauro.
Chirwere chinoita kuti mhuno ibude ropa remusunga.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03musungo
trap
VerengaSwipe for the next word