Duramazwi · zita
musungwa
prisoner
Duramazwi · zita
prisoner
Musungwa munhu anenge akapara mhosva, kana kuti anenge achifungirwa kuti akapara mhosva zvekuti anenge akachengetwa nemapurisa.
Mudovatova.

Iye akange ave musungwa Tanaka achifara hake.
Kana musungwa achinetsa kutaura naye mapurisa anomuita chamasimba-masimba kuti vawane zvavanoda paari.
Ubhanditi kuva musungwa zvekuti unenge uchipika jeri, uchishandiswa zvakaoma.
Mudovatova.
Iye akange ave musungwa Tanaka achifara hake.
Kana musungwa achinetsa kutaura naye mapurisa anomuita chamasimba-masimba kuti vawane zvavanoda paari.
Kana mapurisa achichengetedza musungwa anenge akamutarisa kuti asapoya.
Duramazwi
01 / 03musunzi
Munhu duku.
VerengaSwipe for the next word