KwaunobvaDuramazwiDdanhuka

Duramazwi

danhuka

Zvinoreva

Kukwanisa kupfuvura nepakati (to leap/jump).

1

Kukwanisa kupfuvura nepakati (to leap/jump).

Chidavira chipuka chine muswe murefu chinofamba chichiita zvokudanhuka mumuti.

Kana wakachinjika nzira unenge wakarara wakaivharidzira, zvekuti anoda kupfuura anotofanira kudanhuka nepamusoro pako.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

danidzira

Kudaidza nenzira yeruzha rukuru (to shout/call out).

Verenga

Swipe for the next word