KwaunobvaDuramazwiDdanhika

Duramazwi

danhika

Zvinoreva

Kana uchidanhika unenge uchisimuka nenhano imwe chete pfupi, uchibva paunenge uri, uchienda pamwewo.

1

Vanhu vaifamba vachiita zvokudanhika napamatombo kuti vasawira mumachakwi.

Kana uchidanhika unenge uchisimuka nenhano imwe chete pfupi, uchibva paunenge uri, uchienda pamwewo.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word