KwaunobvaDuramazwiDdanhazvuru

Duramazwi · zita

danhazvuru

Zvinoreva

Danhazvuru imbeva huru inogara mumapani pane zvuru, uye ine ruvara rwedota.

1

Zvakafanana

dapi

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

danhi

Kuti danhi kusvetuka kubva pane imwe nzvimbo uchienda pane imwe.

Verenga

Swipe for the next word