Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dano kushayiswa zano nezvinenge zvaitika kana nedambudziko rinenge rakuwira.
1

Kuti dano kushamiswa zvokuti unobva wangoshaya zvokuita.
Mudano mushonga unoshandiswa kuti vanhu vanzwe kuda kuenda kune imwe nzvimbo kana chiitiko.
2
Kuti dano kushamiswa zvokuti unobva wangoshaya zvokuita.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03danzu
Kuti danzu kuruma uchibva wangodambura pakarepo. Akati danzu chimedu chenyama, achibva atanga kutsenga akatsinzin'ira.
VerengaSwipe for the next word