KwaunobvaDuramazwiGgururu

Duramazwi · zita

gururu

mugopogopogwiriri

Zvinoreva

Gururu muti unoreba chaizvo, une gwati rinotsvedza nemazishizha makuru, unowanikwa kumabvazuva kwenyika yeZimbabwe.

Kuti gururu kuomba kwemhuka.

1

Kuti gururu kuridza ngonono kwemunhu, kazhinji kana akarara.

Kuti gugururu kubudisa karuzha kunoita chinhu chinenge chichizvuviwa.

2

3

Zvakafanana

mugopogopo · gwiriri

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gururudza

Kukonzera ruzha nenzira yegururudza.

Verenga

Swipe for the next word