KwaunobvaDuramazwiDdungwe

Duramazwi · zita

dungwe

Zvinoreva

Mudungwe.

1

Mudungwe.

Pakasvika shoko rerufu takasimuka toronga dungwe kuenda kunhamo.

Kana vanhu vakanzi varonga dungwe vanenge vasimuka vakawanda ndokupinda munzira, vachiteverana kuenda kurwendo.

Mamoyo naMaitakue vakabuda vakaita mudungwe kuenda kumba kwaMai Mhofu vachiita kumhanya sevaimhanyiswa nezvikara Zvose zvesango.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word