KwaunobvaDuramazwiMmuramu

Duramazwi · zita

muramu

Zvinoreva

Mukoma kana munin'ina wewawakaroorana naye. 1 Muramu munin'ina kana mukoma wemurume wemukadzi akaroorwa. 2 Muramu munin'ina kana mukoma wemukadzi wemurume akaroora. 3 Muramu murume kana

1

Muramu inzungu yakateya gonzo.

Muramu akanditi chengu neziso apo ndakamuti ndaimuda.

Mubereki kana muramu wechirume mukuru.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word