Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu munhu ane utsanana, anofarira kugara akachena. Kuti mukomana awane musikana, anofanirwa kunge ari murambatsvina.
Uyu muti une mashizha anogara akasvibira nguva dzose, unoita tumaruva tuchena.

Uyu munhu anodzidzisa vanhu nezvekutsvinda-tsvinda.
Uyu muti une mashizha anogara akasvibira nguva dzose, unoita tumaruva tuchena.
Uyu munhu ane utsanana, anofarira kugara akachena. Kuti mukomana awane musikana, anofanirwa kunge ari murambatsvina.
Zvakafanana
mushambidziki · mugarambinga · muchemedzambuya · mubanda
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03murambo
Murambo inhumbi dzakambopfekwa, dzinotengeswa.
VerengaSwipe for the next word