Duramazwi · zita
Zvinoreva
Murambwi chidao chevaera Shumba, chinoratidza kusafarirwa kunoitwa mutupo wavo nedzimwe mhuka dzainodya.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muramu
Mukoma kana munin'ina wewawakaroorana naye. 1 Muramu munin'ina kana mukoma wemurume wemukadzi akaroorwa. 2 Muramu munin'ina kana mukoma wemukadzi wemurume akaroora. 3 Muramu murume kana
VerengaSwipe for the next word