Duramazwi · zita
Zvinoreva
Murambo inhumbi dzakambopfekwa, dzinotengeswa.
1
Murambo inhumbi dzakambopfekwa, dzinotengeswa.
Murambo inhumbi dzokupfeka dzacheneruka nokuda kokuti dzagarisa.
2
Murambo inhumbi dzokupfeka dzacheneruka nokuda kokuti dzagarisa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03Murambwi
Murambwi chidao chevaera Shumba, chinoratidza kusafarirwa kunoitwa mutupo wavo nedzimwe mhuka dzainodya.
VerengaSwipe for the next word